About: Ignatius Mabasa

Website: http://www.mabasa.co.zw/
Profile: Ndiri munyori wechirume. Ndinogara muHarare guta risingararwe asi ini ndinorara zvangu. Ndakawana kana kuti ndakaroora uye ini nemudzimai wangu tine zvikomana zvedu zviviri. Ndiri sarungano, nyanduri, muparidzi uye ndinofarira kuverenga Bhaibheri. Ndinoda nekutya Mwari akasika denga, gungwa nenyika yakawoma.

Posts by Ignatius Mabasa: