Dzimwe haiku muchiShona

November 6, 2008 · Posted in I was just thinking, In Shona, Poetry · Comment 

Nekuenda kwenguva, haiku yaita ichiwanza zvaino taura nazvo.

Kare yaisapinda munyaya dzerudo kana dzenyika ; yaingo reveswa

zveusikwa, kupindana kwemazuva nemwaka nekugarisana kwevanhu neusikwa.

Haiku muChiRungu inenzvanyira [silab'le] 17 chete [gumi nenomwe : seven’tini] dzakarongwa kuti shanu [5], nomwe [7] neshanu. Izvi zvinosiyana mutauro nemutauro nekuti marongerwo enzvanyira anosiyana. Uyezve, pane mazwi anepikisano. Read more